2 Timoti 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Vachafuratira chokwadi votendeukira kune zvengano. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ʋacifuratidza nzeʋe dzaʋo paɀokwaɗi, ʋacitsaukira kuŋgano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 vachifuratidza nzeve dzavo pachokwadi, vachitsaukira kungano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vachafuratira chokwadi votendeukira kune zvengano. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vachafuratidza nzeve dzavo kuchokwadi uye vachatsaukira kungano. Viz kapitola |