2 Timoti 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi iwe, rambira paneɀawakadzidza neɀawakatendiswa, uziʋe kuti wakaɀidzidza kunani, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza nezvawakatendiswa, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani, Viz kapitola |