2 Timoti 2:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Muranda waTenzi haafaniri kuva munhu wenharo asi kuva nomutsa kuvanhu vose ari mudzidzisi kwaye ano mwoyo murefu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino muranda waShe haafaniri kukakaʋara, asi aʋe munyoro kuʋanhu ʋose, unoziʋa kudzidzisa, unotsuŋgirira pakuitirwa ɀakaipa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino muranda washe haafaniri kukakavara, asi ave munyoro kuvanhu vose, anoziva kudzidzisa, anotsungirira pakuitirwa zvakaipa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Muranda waTenzi haafaniri kuva munhu wenharo asi kuva nomutsa kuvanhu vose ari mudzidzisi kwaye ano mwoyo murefu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Zvino muranda waIshe haafaniri kukakavara; asi anofanira kuva munyoro kumunhu wose, achigona kudzidzisa, asingatsamwi. Viz kapitola |