Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Uʋayeʋudzire ɀinhu iɀi, uʋaraire pamberi paMŋari, kuti ʋarege kuita nharo ɀisinamaturo, ɀinoŋgoparadza ʋanonzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Uvayeuchidze zvinhu izvi, uvarayire pamberi paMwari, kuti varege kuita nharo zvisina maturo, zvinongoparadza vanonzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi. Uvayambire pamberi paMwari kuti varege kuita nharo pamusoro pamashoko; hazvina maturo, zvinongoparadza chete vaya vanoteerera.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 2:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy