2 Timoti 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti Mŋari haana‐kutipa mŋeya wokutya, asi wesimba, noworuɗo, nowokuɀidzora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi wesimba, noworudo, nowokuzvidzora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi mweya wesimba, neworudo newokuzvidzora. Viz kapitola |