2 Timoti 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Dai Tenzi angomuitira tsiye nyoro dzinobva kuna iye Tenzi Pazuva Iroro. Iwe unonyatsoziva basa rose raakaita kuEfesusi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 (Ishe ŋgaamuitire cinhu ici kuti awane ŋgoni kunaShe nezuʋa irero); newe unoziʋa kwaɀo ʋukuru bgokushumira kwake paEfeso. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 (Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kuna Ishe nezuva irero); newe unoziva kwazvo hukuru hwokushumira kwake paEfeso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Dai Tenzi angomuitira tsiye nyoro dzinobva kuna iye Tenzi Pazuva Iroro. Iwe unonyatsoziva basa rose raakaita kuEfesusi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kubva kuna Ishe pazuva iro! Iwe unoziva kwazvo kuti akandibatsira zvikuru sei muEfeso. Viz kapitola |