2 Timoti 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ishe ŋgaaitire imba yaOnesiforo ŋgoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asiŋganyadziswi neketani yaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ishe ngaaitire imba yaOnesiferasi ngoni, nokuti kazhinji anondisimbisa uye haana kunyadziswa nengetani dzangu. Viz kapitola |