1 Timoti 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Rwira chitendero zvakanaka uve noupenyu husingaperi hwawakadanirwa pawakapupura zvakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, uɓatisise ʋupenyu bgusiŋgaperi, bgawakaɗanirwa kwabguri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi peɀapupu ɀizhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, ubatisise upenyu husingaperi, hwawakadanirwa kwahuri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Rwira chitendero zvakanaka uve noupenyu husingaperi hwawakadanirwa pawakapupura zvakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Irwa kurwa kwakanaka kwokutenda. Ubatisise upenyu husingaperi hwawakadanirwa kwahuri pawakapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji. Viz kapitola |