Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Dzidzisa zvinhu izvozvi kuti dzirege kuwana chadzinoshorwa nacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Raira ʋo ɀinhu iɀi, kuti ʋarege kuʋa necaʋaŋgapomerwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Rayirawo zvinhu izvi, kuti varege kuva nechavangapomerwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dzidzisa zvinhu izvozvi kuti dzirege kuwana chadzinoshorwa nacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Rayirawo vanhu zvinhu izvi, kuitira kuti kurege kuva nomunhu angapomerwa.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 5:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy