1 Timoti 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Usakurumidza kuisa maʋoko pamsoro pomunhu, kana kusoŋgana paɀiʋi ɀaʋamŋe; uɀiceŋgete kuti uʋe wakacena. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, kana kusangana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, uye usabatana nezvivi zvavamwe. Zvichengete kuti uve wakachena. Viz kapitola |