Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 5:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti Rugwaro runoti: Usasuŋga muromo wenzombe inopura; ʋuye ɀe: Muɓati wakafanirwa nomuɓairo wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubayiro wake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo,” uye “Mushandi akafanirwa nomubayiro wake.”

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 5:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy