1 Timoti 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi ramba kunyoresa chirikadzi dzechidiki nokuti kana dzotadziswa kushandira Kristu nechikonzero chehavi dzadzo, dzinoda kuroorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi urambe cirikadzi kana ʋaciri ʋakadzi ʋaɗuku, nokuti kana dzopesana naKristu, dzotȿaka kuwanikwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi urambe chirikadzi kana vachiri vakadzi vaduku, nokuti kana dzopesana naKristu, dzotsvaka kuwanikwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi ramba kunyoresa chirikadzi dzechidiki nokuti kana dzotadziswa kushandira Kristu nechikonzero chehavi dzadzo, dzinoda kuroorwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi kana dziri chirikadzi duku usadzinyora pamazita aya. Nokuti kana nyama yadzo yakunda kuzvipira kwadzo kuna Kristu, dzichazotsvaka kuwanikwa. Viz kapitola |