1 Timoti 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Shiŋgairira ɀinhu iɀi, uɀiite nomŋoyo wose, kuti kupfuʋurira mberi kwako kuʋonekwe naʋanhu ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Shingairira zvinhu izvi, uzviite nomwoyo wose, kuti kupfuurira mberi kwako kuonekwe navanhu vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Shingaira pazvinhu izvi, uzviite nomwoyo wako wose, kuitira kuti munhu wose aone kupfuurira mberi kwako. Viz kapitola |