1 Timoti 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Unofanira kutaura uchidzidzisa zvinhu izvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Raira nokudzidzisa ɀinhu iɀi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Rayira nokudzidzisa zvinhu izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Unofanira kutaura uchidzidzisa zvinhu izvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Rayira uye udzidzise zvinhu izvi. Viz kapitola |