1 Timoti 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Uyewo anofanira kuva nezita rakanaka kune vokunze angadaro akafumurwa akapinda muriva raDhiabhori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋuye ɀe, unofanira kupupurirwa ɀakanaka naʋari kunze, kuti arege kuɀidzwa, nokuɓatwa mumusuŋgo waDiaborosi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Uyezve, unofanira kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuti arege kuzvidzwa, nokubatwa mumusungo waDhiabhorosi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uyewo anofanira kuva nezita rakanaka kune vokunze angadaro akafumurwa akapinda muriva raDhiabhori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Anofanirawo kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuitira kuti arege kuzvidzwa, uye agowira mumusungo wadhiabhori. Viz kapitola |