1 Timoti 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi kana ndikanonotswa, iwe unenge waziva kuti munhu anofanira kuzvibata sei mumhuri yaMwari, iro sangano raMwari mupenyu, musimboti nehwaro hwaicho chokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ɀino kana ndikanonoka, ndinoɗa kuti uziʋe kuti ʋanhu ʋanofanira kufamba sei mumba maMŋari, iyo kereke yaMŋari mupenyu, mbiru necitsigiro ceɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 zvino kana ndikanonoka, ndinoda kuti uzive kuti vanhu vanofanira kufamba sei mumba maMwari, iyo kereke yaMwari mupenyu, mbiru nechitsigiro chechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi kana ndikanonotswa, iwe unenge waziva kuti munhu anofanira kuzvibata sei mumhuri yaMwari, iro sangano raMwari mupenyu, musimboti nehwaro hwaicho chokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 kana ndikanonoka, uchaziva kuti vanhu vanofanira kuzvibata sei mumba maMwari, inova kereke yaMwari mupenyu, mbiru nenheyo yechokwadi. Viz kapitola |