1 Timoti 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Madhikoni anofanira kuva murume womukadzi mumwechete uye vanhu vanochengeta vana vavo nemhuri dzavo zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋashumiri ŋgaʋaʋe ʋarume ʋanomukadzi mumŋe cete, ʋanoɓata ʋana ʋaʋo nedzimba dzaʋo ɀakanaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vashumiri ngavave varume vanomukadzi mumwechete, vanobata vana vavo nedzimba dzavo zvakanaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Madhikoni anofanira kuva murume womukadzi mumwechete uye vanhu vanochengeta vana vavo nemhuri dzavo zvakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mudhikoni anofanira kuva murume ano mukadzi mumwe chete uye anofanira kugona kubata vana vake nemba yake zvakanaka. Viz kapitola |