1 Timoti 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Shoko iri nderechokwadi rinoti kana munhu akavavarira kuva mubhishopi ari kuda basa rakakosha kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ishoko raɀokwaɗi, rokuti, kana munhu acitȿaka ɓasa romutariri, unoɗa ɓasa rakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ishoko rechokwadi, rokuti, kana munhu achitsvaka basa romutariri, anoda basa rakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko iri nderechokwadi rinoti kana munhu akavavarira kuva mubhishopi ari kuda basa rakakosha kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Herino shoko rechokwadi: kana munhu achitsvaka basa romutariri, anoda basa rinokudzika. Viz kapitola |