1 Timoti 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Handibvumiri mukadzi kudzidzisa kana kuva nesimba pamusoro pomurume; anofanira kunyarara Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi handitenderi mukadzi kuti adzidzise, kana kuti aʋe nesimba pamsoro pomurume, asi ŋgaanyarare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Asi handitenderi mukadzi kuti adzidzise, kana kuti ave nesimba pamusoro pomurume, asi ngaanyarare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Handibvumiri mukadzi kudzidzisa kana kuva nesimba pamusoro pomurume; anofanira kunyarara Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Handitenderi kuti mukadzi adzidzise kana kuti ave nesimba pamusoro pomurume; anofanira kunyarara. Viz kapitola |