Bible a studium - BibliaTodo
Bible, nástroje a volné plány
5.0★★★★★
14 Ndizvo Abrahama wakamiruka mangwanani, akatora chingwa nenyede yemvura, akazvipa Haga, echiriisa papfudzi pake, nomwana, akamuendesa. Naye wakabvapo, akapepesheka mushango reBheeri-shebha.