Ɀireʋo 4:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Huchakupfekedza chishongo chenyasha mumusoro mako, uye huchakupa korona yokubwinya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋucapa musoro wako cishoŋgo cakanaka; Ʋucakuisira korona inobginya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Huchapa musoro wako chishongo chakanaka; Huchakuisira korona inobwinya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hunokudzika tsungare yamaruva mumusoro hugokugadza ndaza yakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Hunokudzika tsungare yamaruva mumusoro hugokugadza ndaza yakanaka. Viz kapitola |