Online Bible

- Reklamy -




Ɀireʋo 4:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Pandakanga ndiri mukomana mumba mababa vangu, ndichiri muduku uye mwana mumwe chete wamai vangu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti ini ndakaŋga ndiri mŋanakomana kunaɓaɓa ʋaŋgu, Mŋana wakaɗikanwa kwaɀo, mumŋe woga pamberi pamai ʋaŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti ini ndakanga ndiri mwanakomana kuna baba vangu, Mwana oga akadikanwa kwazvo, namai vangu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvandaiva mukomana ndiina baba vangu, ndichiri mudiki, ndichingove ndini mwana mumwechete waamai vangu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvandaiva mukomana ndiina baba vangu, ndichiri mudiki, ndichingove ndini mwana mumwechete waamai vangu

Viz kapitola kopírovat




Ɀireʋo 4:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy