Ɀireʋo 4:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndinokudzidzisa nzira youchenjeri uye ndiri kukutungamirira panzira dzakarurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndakakudzidzisa panzira yoʋucenjeri; Ndakakufambisa pamakwara akarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ndakakudzidzisa panzira youchenjeri; Ndakakufambisa pamakwara akarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndakakudzidzisa nzira dzoungwaru ndikakutungamirira mumakwara ukava pachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndakakudzidzisa nzira dzoungwaru ndikakutungamirira mumakwara ukava pachokwadi. Viz kapitola |