Ɀireʋo 3:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu, asi uchengete mirayiro yangu mumwoyo mako, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mŋanakomana waŋgu, usakaŋganwa kudzidzisa kwaŋgu; Asi mŋoyo wako ŋgauceŋgete mirairo yaŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu; Asi mwoyo wako ngauchengete mirairo yangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwanangu usakanganwe chidzidziso changu, mwoyo wako ngauchengete mitemo yangu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwanangu usakanganwe chidzidziso changu, mwoyo wako ngauchengete mitemo yangu Viz kapitola |