Ɀireʋo 2:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 asi vakaipa vachaparadzwa panyika, uye vasina kutendeka vachabviswa pairi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi ʋakaipa ʋacaparadzwa panyika; Ʋanoita nokunyeŋgedzera ʋacadzurwa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi vakaipa vachaparadzwa panyika; Vanoita nokunyengedzera vachadzurwapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 vakaipa vachabviswa panyika vanoujarijari vachatipurwapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 vakaipa vachabviswa panyika vanoujarijari vachatipurwapo. Viz kapitola |