Ɀireʋo 2:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti imba yake inoenda kurufu, uye nzira dzake kumweya yavakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti imba yake inonyura kurufu, Nenzira dzake kuʋakafa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti imba yake inonyura kurufu, Nenzira dzake kuvakafa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Anonyudza pasi kurufu imba yake nzira dzake dzinodzika kuvafi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Anonyudza pasi kurufu imba yake nzira dzake dzinodzika kuvafi. Viz kapitola |