Ɀireʋo 1:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kuti uve noupenyu hwokuzvibata hune uchenjeri uchiita zvakarurama nokururamisira uye nokuenzanisira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋarairirwe nzira yokuŋgwara, Neyokururama, nokururamisa, nokutendeka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Varairirwe nzira yokungwara, Neyokururama, nokururamisa, nokutendeka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 dzinoitawo kuti munhu adzidze uchenjeri, ururami, noruenzaniso nokuva pachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 dzinoitawo kuti munhu adzidze uchenjeri, ururami, noruenzaniso nokuva pachokwadi. Viz kapitola |