Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 9:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi ndichadzivirira imba yangu pavarwi vanoirwisa. Hapachazovazve nomumanikidzi angakunda vanhu vangu, nokuti zvino ndiri kugara ndakatarira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndicakomberedza imba yaŋgu nemisasa ndidziʋirire hondo, kurege kuʋa nomunhu unopfuʋura napo kana kudzoka napo; hakuŋgazoʋi nomumanikidzi unofamba napo; nokuti ɀino ndaɀiʋona nameso aŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndichakomberedza imba yangu nemisasa ndidzivirire hondo, kurege kuva nomunhu anopfuura napo kana kudzoka napo; hakungazovi nomumanikidzi anofamba napo; nokuti zvino ndazviona nameso angu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndipo pandichaita musasa pamba pangu somuchengetedzi kuti parege kuwana munhu anodzengererapo. Hakuna mudzvinyiriri achazombovakurira nokuti ndazvionera zvino namaziso angu aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndipo pandichaita musasa pamba pangu somuchengetedzi kuti parege kuwana munhu anodzengererapo. Hakuna mudzvinyiriri achazombovakurira nokuti ndazvionera zvino namaziso angu aya.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 9:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy