Zekaria 8:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Imi munonzwa mashoko aya iye zvino, akataurwa navaprofita vaivapo nheyo dzemba yaJehovha Wamasimba Ose padzakateyiwa, maoko enyu ngaasimbe kuti temberi igovakwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀanzi naJehova wehondo: Maʋoko enyu ŋgaasimbe, iyemi munonzwa mashoko awa mazuʋa ano pamiromo yaʋaprofita, ʋaiʋa’po nezuʋa rakateyiwa nheyo dzeimba yaJehova wehondo, iyo tembere, kuti iʋakwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Maoko enyu ngaasimbe, iyemi munonzwa mashoko awa mazuva ano pamiromo yavaporofita, vaivapo nezuva rakateyiwa nheyo dzeimba yaJehovha wehondo, iyo temberi, kuti ivakwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Zvanzi naTENZI wehondo nehondo simbisai maoko imi muri kunzwa mazwi aya anobva mumiromo wavaporofita mazuva ano aya kubvira musi wakavakwa ugaro hwemba yaTENZI wehondo nehondo kuiitira kuti Temberi ivakwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Zvanzi naTENZI wehondo nehondo simbisai maoko imi muri kunzwa mazwi aya anobva mumiromo wavaporofita mazuva ano aya kubvira musi wakavakwa ugaro hwemba yaTENZI wehondo nehondo kuiitira kuti Temberi ivakwe. Viz kapitola |