Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 8:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Izvi ndizvo zvinhu zvamunofanira kuita: Tauriranai chokwadi, uye tongai nezvokwadi uye nokururamisira mumatare enyu

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Heɀi ɀinhu ɀamunofanira kuita: Mumŋe nomumŋe ŋgaareʋe ɀokwaɗi kunowokwake; toŋgai neɀokwaɗi norugare mumasuʋo enyu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kunowokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuo enyu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 8:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy