Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 8:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “saka zvino ndafunga kuita zvakanakazve kuJerusarema neJudha. Musatya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 saiɀoɀo ʋo ndakafuŋga mazuʋa ano kuitira Jerusarema ɀakanaka ʋuye neimba yaJuda ʋo; regai kutya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 saizvozvowo ndakafunga mazuva ano kuitira Jerusaremu zvakanaka uye neimba yaJudhawo; regai kutya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 saizvozvo ndarongawo mazuva ano kuti ndichiitira Jerusaremu zvakanaka nemba yokwaJudha. Regai kutya!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 saizvozvo ndarongawo mazuva ano kuti ndichiitira Jerusaremu zvakanaka nemba yokwaJudha. Regai kutya!

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 8:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy