Zekaria 8:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Mbeu ichakura zvakanaka, muzambiringa uchabereka zvibereko zvawo, nyika ichabereka zvirimwa zvayo, uye matenga achaburutsa dova rawo. Ndichapa zvinhu zvose izvi senhaka kuna vakasara vavanhu ava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti mbeu yorugare icaʋa’po; muzambiriŋga ucaɓereka ɀiɓereko ɀawo, nyika icaɓereka ɀayo, ɗeŋga ricaɓuɗisa ɗoʋa raro; ʋanhu aʋa ʋakasara ndicaʋagarisa nhaka yeɀinhu iɀi ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti mbeu yorugare ichavapo; mudzambiringa uchabereka zvibereko zvawo, nyika ichabereka zvayo, denga richabudisa dova raro; vanhu ava vakasara ndichavagarisa nhaka yezvinhu izvi zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 nokuti kuchadyarwa rugare, mugirepisi uchabereka muchero wawo ivhu richipa zvinobva mariri, matenga achadonhesawo dova rawo. Ini ndichaita kuti zvose izvozvo zvive zvevechitsama chakasara chavanhu ava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 nokuti kuchadyarwa rugare, mugirepisi uchabereka muchero wawo ivhu richipa zvinobva mariri, matenga achadonhesawo dova rawo. Ini ndichaita kuti zvose izvozvo zvive zvevechitsama chakasara chavanhu ava. Viz kapitola |