Zekaria 7:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye pamaidya nokunwa, makanga musingangozvifadzi here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana mucidya, kana mucinwa, hamuɀidyiri nokuɀinwira here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kana muchidya, kana muchinwa, hamuzvidyiri nokuzvinwira here?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ” Viz kapitola |