Zekaria 7:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 ‘Ndakavaparadzira nechamupupuri pakati pendudzi dzose, uko kwavakava vatorwa. Nyika yakava dongo shure kwavo zvokuti hapana aizogona kupinda kana kubudamo. Izvi ndizvo zvavakaita kunyika yaifadza, ikava dongo.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 asi ndicaʋaparadzira necampupuri pakati pendudzi dzose dzaʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi. Naiɀoɀo nyika yakaʋa ɗoŋgo shure kwaʋo, kukasaʋa nomunhu wakaenda kana kudzoka noko; nokuti ʋakaparadza nyika yakaŋga icifadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 asi ndichavaparadzira nechamupupuri pakati pendudzi dzose dzavakanga vasingazivi. Naizvozvo nyika yakava dongo shure kwavo, kukasava nomunhu akaenda kana kudzoka neko; nokuti vakaparadza nyika yakanga ichifadza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Uye ndakavati mwarara nechamupupuri chaicho mukati memarudzi ose avakanga vasingazivi, nezvo nyika yavakasiya yakava renje zvaro zvokushaya kana nomunhu aifamba–fambamo; saizvozvo, nyika yakanaka yaitwa renje zvino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Uye ndakavati mwarara nechamupupuri chaicho mukati memarudzi ose avakanga vasingazivi, nezvo nyika yavakasiya yakava renje zvaro zvokushaya kana nomunhu aifamba–fambamo; saizvozvo, nyika yakanaka yaitwa renje zvino.” Viz kapitola |