Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 4:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akandipindura, akati: Hauziʋi here kuti iɀi ɀinyiko? Ini ndikati: Kwete, ishe waŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akandipindura, akati, “Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.”

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 4:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy