Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 3:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “ ‘Teerera, iwe Joshua muprista mukuru navanobata pamwe chete newe vagere pamberi pako, varume ava vanova chiratidzo chezvinouya: Ndichauyisa muranda wangu, Davi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino cinzwa iwe Joshua, muprista mukuru, iwe neshamŋari dzako dzigere pamberi pako; nokuti ʋarume aʋa ciratidzo; nokuti tarirai, ndicaʋuyisa muranda waŋgu, Ƌaʋi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino chinzwa iwe Joshua, mupristi mukuru, iwe neshamwari dzako dzigere pamberi pako; nokuti varume ava chiratidzo; nokuti tarirai, ndichauyisa muranda wangu, davi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Chinzwa, zvino iwe mupristi mukuru Joshuwa, iyewe neshamwari dzako dzaugere nadzo sezvo vari chiratidzo cheramangwana rakanaka. Chinzwai, ndichaunza muranda wangu iye Bazi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Chinzwa, zvino iwe mupristi mukuru Joshuwa, iyewe neshamwari dzako dzaugere nadzo sezvo vari chiratidzo cheramangwana rakanaka. Chinzwai, ndichaunza muranda wangu iye Bazi

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 3:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy