Zekaria 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Mushure mokunge andikudza uye andituma kundorwisa ndudzi dzakakupambai, nokuti ani naani anokubatai anobata mboni yeziso rake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti ɀanzi naJehova wehondo: Wakanditumira kundudzi dzakakupambai imi, kuti ndiwane kukudzwa; nokuti unokugunɀai imi, unogunɀa mboni yeziso rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti zvanzi naJehovha wehondo, ‘Wakanditumira kundudzi dzakakupambai imi, kuti ndiwane kukudzwa; nokuti unokugunzvai imi, unogunzva mboni yeziso rake.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, mushure momukurumbira wake iye akazondituma kumarudzi aya akakupambai nokuti anenge angokugunzvai watobata mboni yeziso rake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, mushure momukurumbira wake iye akazondituma kumarudzi aya akakupambai nokuti anenge angokugunzvai watobata mboni yeziso rake, Viz kapitola |