Zekaria 2:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye ini pachangu ndichava rusvingo rwomoto rwakarikomberedza,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti ɀanzi naJehova: Ini ndicaʋa kwariri soruȿiŋgo rwomŋoto rwakapoteredza, ini ndicaʋa kubginya kwaro mukati maro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndichava kwariri sorusvingo rwomoto rwakapoteredza, ini ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.” Viz kapitola |