Zekaria 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndakabvunza ndikati, “Uri kuendepiko?” Akandipindura achiti, “Kunoyera Jerusarema, kuti ndione kufara kwaro nokureba kwaro.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo ndikati: Unoendepiko? Iye akati kwandiri: Kundoyera Jerusarema, ndiʋone kufara kwaro nokureɓa kwaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo ndikati, “Unoendepiko?” Iye akati kwandiri, “Kundoyera Jerusaremu, ndione kufara kwaro nokureba kwaro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndakati, “Uri kuendepiko?” Iye akati kwandiri, “Kundoera Jerusaremu ndigoona kuti upamhi hwayo hwakadii uye kuti urefu hwayo hwakadii?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndakati, “Uri kuendepiko?” Iye akati kwandiri, “Kundoera Jerusaremu ndigoona kuti upamhi hwayo hwakadii uye kuti urefu hwayo hwakadii?” Viz kapitola |