Zekaria 2:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Pembera uye ufare, iwe Mwanasikana weZioni. Nokuti ndiri kuuya, uye ndichagara pakati penyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Imba ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinoʋuya, ndicagara mukati mako — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Imba, ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinouya, ndichagara mukati mako,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Imba upembere zvako iwe mukunda, guta reZioni nokuti ndichauya ndigoita musha mukati mako.” Ndizvo zviri kutaura TENZI. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Imba upembere zvako iwe mukunda, guta reZioni nokuti ndichauya ndigoita musha mukati mako.” Ndizvo zviri kutaura TENZI. Viz kapitola |