Zekaria 14:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Richava zuva rakasiyana namamwe, risina nguva dzousiku kana nguva dzamasikati, zuva rinozivikanwa naJehovha. Kana madekwana asvika, chiedza chichavapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi ricaʋa zuʋa rimŋe rinozikanwa naJehova, hapaŋgaʋi namasikati kana ʋusiku, asi neŋguʋa yamaɗekwana ciedza cicaʋa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi richava zuva rimwe rinozikanwa naJehovha, hapangavi namasikati kana husiku, asi nenguva yamadekwana chiedza chichavapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 richange riri zuva riri roga, risina zvokuti masikati kana kuti usiku. Izvi zvinozivikanwa naTENZI. Kana kwasvika nguva yamanheru kunenge kune chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 richange riri zuva riri roga, risina zvokuti masikati kana kuti usiku. Izvi zvinozivikanwa naTENZI. Kana kwasvika nguva yamanheru kunenge kune chiedza. Viz kapitola |