Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 14:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ndichaunganidza ndudzi dzose kuJerusarema kuti dzirwise; guta richatorwa, dzimba dzigopambwa, uye vakadzi vachachinyiwa. Hafu yeguta ichatapwa, asi vamwe vanhu vose havazobviswi muguta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti ndicaʋuŋganidza ndudzi dzose dzaʋanhu kuzorwa neJerusarema; guta ricakundwa, dzimba dzicapambga, naʋakadzi ʋaʋo ʋacacinyiwa; hafu yeguta ʋacatapxa, asi ʋakasara ʋaʋanhu haʋaŋgabviswi muguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti ndichaunganidza ndudzi dzose dzavanhu kuzorwa neJerusaremu; guta richakundwa, dzimba dzichapambwa, navakadzi vavo vachachinyiwa; hafu yeguta vachatapwa, asi vakasara vavanhu havangabviswi muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Chiripo ndechokuti ndichakokorodza marudzi ose kuzorwisa Jerusaremu. Jerusaremu richakurirwa, dzimba dzigopambwa, vakadzi vachibhinywa. Hafu yeguta irori ichaendwa nayo kuutapwa. Vanhu vanenge vasara havazoparara muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Chiripo ndechokuti ndichakokorodza marudzi ose kuzorwisa Jerusaremu. Jerusaremu richakurirwa, dzimba dzigopambwa, vakadzi vachibhinywa. Hafu yeguta irori ichaendwa nayo kuutapwa. Vanhu vanenge vasara havazoparara muguta.

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 14:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy