Zekaria 14:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ichi ndicho chichava chirango cheIjipiti uye nechirango chendudzi dzose dzisingaendi kundopemberera Mutambo waMatumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Uku ndiko kurobga kwaʋaEgipita nokurobga kwendudzi dzose dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Uku ndiko kurohwa kwavaIjipiti nokurohwa kwendudzi dzose dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ichochi ndicho chichava chirango cheIjipiti uyewo chirango chamarudzi ose asingaendi kundochengeta mazuva makuru amatumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ichochi ndicho chichava chirango cheIjipiti uyewo chirango chamarudzi ose asingaendi kundochengeta mazuva makuru amatumba. Viz kapitola |