Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 14:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Kana vaIjipita vakasaenda uye vakasandonamatawo, mvura hainganayi munyika yavo. Jehovha achauyisa denda pamusoro pavo, denda raanorova naro ndudzi dzisingaendi kundopemberera Mutambo waMatumba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kana rudzi rwaʋaEgipita rusiŋgakwiri, ʋakasaȿika’po, naiʋo ʋacaʋiŋgwa nokurobga Jehova waacaroʋa nako ndudzi dzaʋanhu dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kana rudzi rwavaIjipiti rusingakwiri, vakasasvikapo, naivo vachavingwa nokurohwa Jehovha waacharova nako ndudzi dzavanhu dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kana mhuri yeIjipiti isina kuenda kundoshanya ikoko haichawirwi nenhamo inopiwa naTENZI mamwe marudzi anorega kuenda kundochengeta mazuva makuru amatumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Kana mhuri yeIjipiti isina kuenda kundoshanya ikoko haichawirwi nenhamo inopiwa naTENZI mamwe marudzi anorega kuenda kundochengeta mazuva makuru amatumba.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 14:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy