Zekaria 12:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndichaita kuti Jerusarema rive mukombe uchadzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza. Judha ichakombwa pamwe chete neJerusarema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tarirai, ndicaita Jerusarema mukombe wokudzedzeresa ndudzi dzose dzaʋanhu ʋakapoteredza; ucaʋa ʋo pamsoro paJuda pakukombga kweJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Tarirai, ndichaita Jerusaremu mukombe wokudzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza; uchavawo pamusoro paJudha pakukombwa kweJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Chionai, ini ndava kuzoita kuti Jerusaremu rive mukombe unotenderedza musoro kuvanhu vari munharaunda yaro. Ichavawo nhamo yawira vokwaJudha panokombwa Jerusaremu ipapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Chionai, ini ndava kuzoita kuti Jerusaremu rive mukombe unotenderedza musoro kuvanhu vari munharaunda yaro. Ichavawo nhamo yawira vokwaJudha panokombwa Jerusaremu ipapo. Viz kapitola |