Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 11:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Saka ndakafudza makwai akatsaurirwa kundobayiwa kunyanya ainzwisa urombo. Ipapo ndakatora tsvimbo mbiri ndikatumidza imwe kuti Nyasha uye imwe Kubatana, uye ndakafudza makwai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Saka ini ndakafudza makwai aizoʋurawa, ɀirokwaɀo aiʋa makwai anonzwisa ʋurombo. Ndikatora tȿimbo mbiri, imŋe ndikaitumidza zita rinonzi Kunaka, imŋe ndikaitumidza zita rinonzi Ɀisuŋgo; ndikafudza makwai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Saka ini ndakafudza makwai aizourawa, zvirokwazvo aiva makwai aizourawa, zvirokwazvo aiva makwai anonzwisa urombo. Ndikatora tsvimbo mbiri, imwe ndikaitumidza zita rinonzi, “Kunaka,” imwe ndikaitumidza zita rinonzi “Zvisungo;” ndikafudza makwai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Saizvozvowo ini ndakabva ndava mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa navanoita mhindu dzokutengeserana makwai. Ipapo ndakatora tsvimbo mbiri, imwe ndakaitumidza zita rokuti, “Nyasha.” Imwewo ndikaipa zita rokuti, “Kuwirirana.” Ndakafudza hwai dzacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Zekaria 11:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy