Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 11:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Inzwai kuungudza kwavafudzi; mafuro avo akapfuma aparadzwa! Inzwai kuomba kweshumba, sango rinoyevedza reJorodhani raparadzwa!

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Inzwai inzwi rokuwuŋgudza kwaʋafudzi! nokuti kukudzwa kwaʋo kwaparadzwa; inzwai inzwi rokuʋomba kwaʋana ʋeshumba! nokuti kuɀikudza kwaJoridani kwaitwa ɗoŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Inzwai izwi rokuungudza kwavafudzi! Nokuti kukudzwa kwavo kwaparadzwa; inzwai izwi rokuwomba kwavana veshumba! Nokuti kuzvikudza kwaJorodhani kwaitwa dongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Terera unzwe mhere yavafudzi nokuti mbiri yavo yaparadzwa. Heko kudzvova kweshumba nokuti jokotywa resango, sango raJorodhani raparara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Terera unzwe mhere yavafudzi nokuti mbiri yavo yaparadzwa. Heko kudzvova kweshumba nokuti jokotywa resango, sango raJorodhani raparara.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 11:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy