Zekaria 11:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokuti ndichamutsa mufudzi panyika asingazovi nehanya neakarasika, kana kutsvaka makwayana, kana kurapa akakuvadzwa, kana kufudza akasimba, asi achadya nyama yamakwai akakora uye achabvambura mahwanda awo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti tarirai, ndicamutsa panyika ino mufudzi usiŋgaʋi nehanya naakarashika, kana kutȿaka akapararira, kana kurapa akavunika, kana kufudza anofara; asi ucadya nyama yaakakora, nokubvamburanya mahwanda awo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti tarirai, ndichamutsa panyika ino mufudzi asingavi nehanya naakarashika, kana kutsvaka akapararira, kana kurapa akavhunika, kana kufudza anovata; asi achadya nyama yaakakora, nokubvamburanya mahwanda awo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nokuti, chinzwa, ini ndava kumutsa munyika iyi mufudzi asina hanya nedzinoparara, kana kutsvakawo dzinorasika, kunyange kurapa dzakakuvara, kana kupa chokudya dzakagwinya. Asi kuti anotodya dzakakora, achikwachura mazondo adzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Nokuti, chinzwa, ini ndava kumutsa munyika iyi mufudzi asina hanya nedzinoparara, kana kutsvakawo dzinorasika, kunyange kurapa dzakakuvara, kana kupa chokudya dzakagwinya. Asi kuti anotodya dzakakora, achikwachura mazondo adzo. Viz kapitola |