Zekaria 11:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Jehovha akati kwandiri, “Ikande kumuumbi wehari, muripo wakanaka wavakanditenga nawo!” Saka ndakatora makumi matatu esirivha aya ndikaakanda muimba yaJehovha kumuumbi wehari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova akati kwandiri: Ciɀikandira kumuʋumbi wehari; ndiwo muteŋgo wakanaka wandakateŋgwa nawo naʋo. Ini ndikatora masirveri anamakumi matatu, ndikaakandira kumuʋumbi wehari mumba maJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Jehovha akati kwandiri, “Chizvikandira kumuumbi wehari; ndiwo mutengo wakanaka wandakatengwa nawo navo.” Ini ndikatora masirivha ana makumi matatu, ndikaakandira kumuumbi wehari mumba maJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 TENZI akandiudza kuti, “Iise munochengeterwa upfumi,” iwo mazimari acho omubayiro wavakanditambirisa. Saizvozvo ini ndakatora makumi matatu emari yamashekeri yesirivha ndikaiisa munochengeterwa upfumi mumba yaTENZI. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 TENZI akandiudza kuti, “Iise munochengeterwa upfumi,” iwo mazimari acho omubayiro wavakanditambirisa. Saizvozvo ini ndakatora makumi matatu emari yamashekeri yesirivha ndikaiisa munochengeterwa upfumi mumba yaTENZI. Viz kapitola |