Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 11:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndakaaudza kuti, “Kana muchiona zvakanaka, ndipei muripo wangu, asi kana zvisina, uchengetei.” Nokudaro vakandipa mubayiro wangu wamakumi matatu esirivha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndikati kwaʋari: Kana muciti ɀakanaka, cindipai muɓairo waŋgu; kana ɀisakanaka, regai. Ipapo ʋakandiyerera muɓairo waŋgu, masirveri anamakumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndikati kwavari, “Kana muchiti zvakanaka, chindipai mubayiro wangu; kana zvisakanaka, regai.” Ipapo vakandiyerera mubayiro wangu, masirivha ana makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ini ndokuti kwavari, “Kana maona zvakanaka nditambiriseiwo zvenyu mubayiro wangu, asi kana zvisina uchengetei henyu.” Saka vakayera makumi matatu emari yamashekeri yesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ini ndokuti kwavari, “Kana maona zvakanaka nditambiriseiwo zvenyu mubayiro wangu, asi kana zvisina uchengetei henyu.” Saka vakayera makumi matatu emari yamashekeri yesirivha.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 11:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy